Shona Grade Five
Publisher
Secondary Book Press
Language
English
BOOK OVERVIEW
Plus One Shona Grade 5 Serious Revision Guide (with answers) rakanyorwa kuti ribatsire vadzidzi kuita dzokororo dzebvunzo dzekuPrimary dzakasimba paNew Curriculum. Bhuku iri rinopa mazano anobatsira vadzidzi kuti vanzwisise zvizere zvinotarisirwa pakunyora bvunzo dzekupera kwegore rechinomwe. Heinoi zvimwe zvarakakoshera:
- Rinotanga nekutsanangura muchidimbu zvese zvinonyanya kutarisirwa kuti zvidzidzwe kuShona zviri mubumbiro redzidzo.
- Rinojekesa mapindurirwo emibvunzo yerondedzero dzemhando dzakasiyana-siyana dzakaita setsamba, mhan’arwa, rondedzero yetsananguro, rondedzero dzemifananidzo, nzwisiso, pfupiso nekushandiswa kwemutauro zvakanaka.
- Rine bvunzo dzinofanana nedzinonyorwa pakupera kwegore rechinomwe dzinokwana kuita gumi neshanu dzichibata mapepa ose ari maviri (pepa 1 nepepa 2). Izvi zvinoita kuti vadzidzi vaite gadziriro yakasimba pabvunzo dzegwaro rino.
- Rinopa vana mhinduro dzemibvunzo yose yebasa ravanopihwa kusanganisira yebvunzo dzose.